Nyeredzi dziri kumusoro

Kubva pane izvi zvakaitika kuna Kaini na Aberi ndinofunga kuti tinogona kuwana PFUNGWA kana kuti kuzarukira kunotiratidza kuti zviri nani kuvimba naMwari pane kuvimba nemunhu. Vana vekutanga ava vanopa kuzarurirwa. Hanzi Adamu akaziva Eva mukadzi . . .