Hukama hwaMwari nemunhu ndicho chinhu chekutanga pahupenyu hwese. Mwari vane hanya newe here? Vane basa nemararamiro ako here? Vane basa here nekuti sei uchida kuita zvinhu zvakaipa? Nemhaka yei muvakidzani wako akazara nechindini? Hatigoni kuwana mhinduro kumibvunzo iyi kunze kwekunge taenda kunzvimbo yakanaka kwatinofanira kuwana mhinduro iyi.
Huranda Hwekuora
Wedzera pane zvaunodisisa.