Mwari vangave munhu here?

Muchirongwa chakapfuura ndakabvunza mubvunzo wekuti, “Munhu anogona kuva Mwari here? Mhinduro kumubvunzo uyu ndeyekuti kwete. Kunyange kuine vamwe vanofunga kuti vaive Mwari nevamwe vanotofunga kuti ndivana Mwari. Mumharidzo yangu yanhasi ndinoda kubvunza mubvunzo wakasiyana neuyu. Ndinoda kubvunza kuti KO MWARI VANOGONA HERE KUVA MUNHU?