MWARI WEKUMUSORO SORO

Kune zvinamato zvakawanda panyika pano. Tingati here zvinamato izvi zviri kutevera gwara rakanaka? Vamwe vanhu vanoti hongu tese tiri kuenda kunzvimbo imwe chete. Asi vese vangave vari kutevera gwara rakanaka here?