KUKUNDA UINA MWARI

Munhu wese anoda kuva kurutivi rwevanenge vachikunda. Pane mumwe mutauro unoti munhu anogona kurarama nekukundwa ari nani pane munhu anogona kungorarama nekukunda. Hameno. Unofunga kuti ichi ichokwadi here? Hongu kunyange zvakadaro, tinoda here kukundwa?