Chimwe chinhu chakosha chiri patiri sevanhu takachiwana pamasikirwo atakaitwa. Takasikwa kuti tikwanise kuita zvatinoshuvira kuita. Zvisikwa zvizhinji zvaMwari hazvigoni kutsarudza zvazvinoda kuita. Vanhu ndivo vega vanogona kuita sarudza dzinotungamirira hupenyu hwavo.
SARUDZO INOSUNDWA NEZVAUCHAWANA
Wedzera pane zvaunodisisa.