Pamsoro/ maringe TARIRO YANHASI
Pane chinhu chinonakidza kuita. Chinhu ichi ndechekuti kana iwe uri pakakwirira wotarisa zvinhu zviri pasi. Unogona kutarisa uri mugomo kana kutarisa uri panharire yomurindi kana kutarisa uri mundege. Maonero aya anokuita kuti ushamiswe nehukuru hwaMwari nekunyatsoonawo hudiki hwako.
Gunyana 17, 2026
Dzimwe nguva zvakaoma kuziva kuti Mwari vanoda kuti unge uripi kana kuziva kuti Mwari vanoda kuti uitei. Dzimwe nguva zvinotonetsa kuti ndizive kuti zvandinonyatsoda ndezvipi - zvandisingagoni kurarama ndisina. Ndinoda kukubvunza mubvunzo iwoyo izvozvi. Ndezvipi zvinhu zvinodiwa nemunhu zvaasingagoni kurarama asina?
Gunyana 10, 2026
Kuvimbisa - kana uchizvitaura nenzira iri nyore unenge uchingoti, Ndicha. Kuvimbisa zvinoreva kutaura zvauchada kuzoita. Matorero aunoita zvinhu uchiratidza zvaunoda kuita paunenge uri mune mamwe mamiriro ezvinhu. Sezvo Mwari vari ivo NDICHAVA mukuru. Ndivozve muneramangwana NDICHAVA. Munhu akadzidza nyaya yekuvimbisa kubva kuna Mwari.
Chikunguru 30, 2026
Tisati tasvika muna 1982 vana mazvikokota vanodzidza nezvemuchadenga vaitaurapamusoro pemubatanidzwa wezvisikwa zvese zvemuchadenga zvinosanganisirapasi rino rese. Vanhu vazhinji vaitenda kuti tichaona kushanduka kwemamiriroekunze kunoitika pasi rino rese.
Chikunguru 23, 2026
Hapana munhu angatarise kumatenga akasashamisika. Hapana munhu angatariseruva rinozi rose, rinova zita remudzimai wangu, akasashamisika. Hapana angatarisamvura iri munyanza akasashamisika. Hapana angatarise kudyidzana kunoita zvinhuzviri pasi pano akasashamisika. Mwari vakaita zvinhu zvese izvi zvakanaka!
Chikunguru 16, 2026
Ini ndinoda kubvunza mubvunzo. Kunzwisisa kwedu Mwari ingori nyaya yemupfungwa medu chete here? Inyaya yemafungiro angu chete here?
Chikumi 07, 2026
Kubva pane izvi zvakaitika kuna Kaini na Aberi ndinofunga kuti tinogona kuwanaPFUNGWA kana kuti kuzarukira kunotiratidza kuti zviri nani kuvimba naMwaripane kuvimba nemunhu. Vana vekutanga ava vanopa kuzarurirwa. Hanzi Adamuakaziva Eva mukadzi . . .
Kukadzi 15, 2026
Vazhinji vedu takambonetseka pane imwe nguva nekuzvibvunza kuti isu takambobva kupi. Takambotangira kupi? Ko hupenyu hwakambotangira kupi? Mumwe wemibvunzo inonetsa kupindura ndewekuti ko munhu akambobva kupi?
Chikunguru 02, 2026
Tese hedu, pane imwe nguva takatomboshuvira kuti dai tiine mhindurokumatambudziko ehupenyu. Izvi ndine chokwadi nazvo. Ndiri kutaura pamusoropematambudziko ako iwe pachezvako nematambudziko makuru ehupenyu anonetsamunhu wese.
Chikunguru 09, 2026
Ini ndagara ndinongonakidzwa nenhoroondo yechinyakare. Ndakaenda kunzvimbodzakasiyana siyana pasi rino rese ndikaona hupfumi hwekare hunobvamunhoroondo yekare hunenge huri munzvimbo dziya dzinoratidzirwa zvinhuzvekare. Tinogona kudzidza kubva kune zvakaitika makare kare.
Chikunguru 16, 2026
Ini ndinoda kubvunza mubvunzo. Kunzwisisa kwedu Mwari ingori nyaya yemupfungwa medu chete here? Inyaya yemafungiro angu chete here?
Wedzera pane zvaunodisisa.
Wedzera kune zvaunodisisa..
Zvabviswa kubva pane zvaanofarira.
Subscribe by Email
Subscribed.
Unsubscribed.
Pamsoro/ maringe
“Kuparidza Evhangeri yaJesu Kristu kuboka guru riri kukura revanhu pasi rose, kuburikidza nemichina yemagetsi uye nezvinyorwa; tichinyanya kusimbisa kudzidzisa kwakarongeka kweShoko raMwari kunotungamirira vateereri kubva pakutendeuka kusvika pakukura pamweya.”
Website heraldsofhope.org